1 Makoronike 23:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Nokuti maererano nemashoko okupedzisira+ aDhavhidhi, uku ndiko kwaiva kuwanda kwevanakomana vaRevhi vaibvira pamakore makumi maviri zvichikwira.
27 Nokuti maererano nemashoko okupedzisira+ aDhavhidhi, uku ndiko kwaiva kuwanda kwevanakomana vaRevhi vaibvira pamakore makumi maviri zvichikwira.