2 Samueri 7:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 “Zvino, Jehovha Mwari, itai shoko ramakataura pamusoro pomushumiri wenyu uye pamusoro peimba yake nokusingagumi uye itai sezvamataura.+ 1 Makoronike 17:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ndichaita kuti arambe ari mumba mangu+ nomuumambo hwangu+ nokusingagumi, uye chigaro chake choumambo+ chichagara nokusingagumi.”’” 2 Makoronike 1:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvino, haiwa Jehovha Mwari, chipikirwa chamakaita kuna baba vangu Dhavhidhi ngachive chakatendeka,+ nokuti imi ndimi makandigadza kuti ndive mambo+ wevanhu vazhinji seguruva renyika.+ Pisarema 119:49 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 49 Yeukai shoko ramakataura kumushumiri wenyu,+Ramakaita kuti ndimirire.+
25 “Zvino, Jehovha Mwari, itai shoko ramakataura pamusoro pomushumiri wenyu uye pamusoro peimba yake nokusingagumi uye itai sezvamataura.+
14 Ndichaita kuti arambe ari mumba mangu+ nomuumambo hwangu+ nokusingagumi, uye chigaro chake choumambo+ chichagara nokusingagumi.”’”
9 Zvino, haiwa Jehovha Mwari, chipikirwa chamakaita kuna baba vangu Dhavhidhi ngachive chakatendeka,+ nokuti imi ndimi makandigadza kuti ndive mambo+ wevanhu vazhinji seguruva renyika.+