1 Samueri 2:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Kana munhu akatadzira mumwe munhu,+ Mwari ndiye achatonga nokuda kwake;+ asi kana munhu akatadzira Jehovha,+ ndiani achamunyengeterera?”+ Asi vaisateerera inzwi rababa vavo,+ nokuti Jehovha zvino akanga ava kuda kuvauraya.+
25 Kana munhu akatadzira mumwe munhu,+ Mwari ndiye achatonga nokuda kwake;+ asi kana munhu akatadzira Jehovha,+ ndiani achamunyengeterera?”+ Asi vaisateerera inzwi rababa vavo,+ nokuti Jehovha zvino akanga ava kuda kuvauraya.+