Dheuteronomi 25:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 “Kana vanhu vakaitirana nharo,+ vakauya kuzotongwa,+ ivo ngavavatongewo vataure kuti munhu akarurama, akarurama uye vataure kuti munhu akaipa, akaipa.+
25 “Kana vanhu vakaitirana nharo,+ vakauya kuzotongwa,+ ivo ngavavatongewo vataure kuti munhu akarurama, akarurama uye vataure kuti munhu akaipa, akaipa.+