Eksodho 23:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Unofanira kugara kure neshoko renhema.+ Usauraya asina mhosva uye akarurama, nokuti handizoti munhu akaipa akarurama.+ Jobho 34:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuti achapa munhu wepanyika mubayiro+ unoenderana nemaitiro ake,Uye achaita kuti munhu awane zvinoenderana negwara rake. Zvirevo 17:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Munhu anoti munhu akaipa akarurama+ uye anoti munhu akarurama akaipa+—vose zvavo vanosemesa Jehovha.+ Isaya 3:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Taurai, kuti zvichava zvakanaka kumunhu akarurama,+ nokuti vachadya zvibereko zvezvavakaita.+ VaGaratiya 6:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Musatsauswa:+ Mwari haasi wokuseka.+ Nokuti zvinodyarwa nomunhu, ndizvo zvaachakohwa;+
7 “Unofanira kugara kure neshoko renhema.+ Usauraya asina mhosva uye akarurama, nokuti handizoti munhu akaipa akarurama.+
11 Nokuti achapa munhu wepanyika mubayiro+ unoenderana nemaitiro ake,Uye achaita kuti munhu awane zvinoenderana negwara rake.
15 Munhu anoti munhu akaipa akarurama+ uye anoti munhu akarurama akaipa+—vose zvavo vanosemesa Jehovha.+