Eksodho 20:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Naizvozvo Mosesi akati kuvanhu: “Musatya henyu, nokuti Mwari wechokwadi auya kuti azokuedzai,+ kuti kumutya kwenyu kurambe kuri pamberi penyu kuti murege kutadza.”+ Dheuteronomi 6:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 kuti utye+ Jehovha Mwari wako kuti uchengete mirau yake yose nemirayiro yake yandiri kukurayira, iwe nomwanakomana wako nomuzukuru wako,+ mazuva ose oupenyu hwako, kuti mazuva ako ave mazhinji.+ Zvirevo 8:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Kutya Jehovha kunoreva kuvenga zvakaipa.+ Ndinovenga kuzvikwidziridza nokudada+ nenzira yakaipa nomuromo unotaura zvakatsauka.+
20 Naizvozvo Mosesi akati kuvanhu: “Musatya henyu, nokuti Mwari wechokwadi auya kuti azokuedzai,+ kuti kumutya kwenyu kurambe kuri pamberi penyu kuti murege kutadza.”+
2 kuti utye+ Jehovha Mwari wako kuti uchengete mirau yake yose nemirayiro yake yandiri kukurayira, iwe nomwanakomana wako nomuzukuru wako,+ mazuva ose oupenyu hwako, kuti mazuva ako ave mazhinji.+
13 Kutya Jehovha kunoreva kuvenga zvakaipa.+ Ndinovenga kuzvikwidziridza nokudada+ nenzira yakaipa nomuromo unotaura zvakatsauka.+