Dheuteronomi 4:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 “Kana mukatsvaka Jehovha Mwari wenyu muri ikoko, muchamuwana,+ nokuti muchamutsvaka nemwoyo yenyu yose uye nemweya yenyu yose.+ 2 Makoronike 33:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Pazvakangomutambudza,+ akaita kuti anzwirwe nyasha naJehovha Mwari wake,+ akaramba achizvininipisa+ kwazvo nokuda kwaMwari wemadzitateguru ake.
29 “Kana mukatsvaka Jehovha Mwari wenyu muri ikoko, muchamuwana,+ nokuti muchamutsvaka nemwoyo yenyu yose uye nemweya yenyu yose.+
12 Pazvakangomutambudza,+ akaita kuti anzwirwe nyasha naJehovha Mwari wake,+ akaramba achizvininipisa+ kwazvo nokuda kwaMwari wemadzitateguru ake.