2 Makoronike 6:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 inzwaiwo muri kumatenga, muri munzvimbo yenyu yamunogara isingachinji,+ munyengetero wavo nokukumbira kwavo kunzwirwa nyasha,+ muvaruramisire,+ uye mukanganwire+ vanhu venyu vanenge vakutadzirai. Isaya 63:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Tarirai muri kudenga,+ muone muri panzvimbo yenyu yokugara yakakwirira youtsvene norunako.+ Kushingaira kwenyu+ nesimba renyu rizere, kunetseka kwomwoyo wenyu,+ nengoni+ dzenyu zviripi? Zvarega kuuya kwandiri.+ VaHebheru 9:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Nokuti Kristu haana kupinda munzvimbo tsvene yakagadzirwa nemaoko,+ iri mufananidzo wenzvimbo chaiyoiyo,+ asi mudenga chaimo,+ zvino kuti aoneke pamberi paiye Mwari nokuda kwedu.+
39 inzwaiwo muri kumatenga, muri munzvimbo yenyu yamunogara isingachinji,+ munyengetero wavo nokukumbira kwavo kunzwirwa nyasha,+ muvaruramisire,+ uye mukanganwire+ vanhu venyu vanenge vakutadzirai.
15 Tarirai muri kudenga,+ muone muri panzvimbo yenyu yokugara yakakwirira youtsvene norunako.+ Kushingaira kwenyu+ nesimba renyu rizere, kunetseka kwomwoyo wenyu,+ nengoni+ dzenyu zviripi? Zvarega kuuya kwandiri.+
24 Nokuti Kristu haana kupinda munzvimbo tsvene yakagadzirwa nemaoko,+ iri mufananidzo wenzvimbo chaiyoiyo,+ asi mudenga chaimo,+ zvino kuti aoneke pamberi paiye Mwari nokuda kwedu.+