Dheuteronomi 4:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Asi imi ndimi makatorwa naJehovha kuti akubudisei muvira resimbi,+ muIjipiti, kuti muve rudzi rwake pachake+ sezvazvakaita nhasi. Jeremiya 11:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 andakarayira madzitateguru enyu pazuva randakaabudisa munyika yeIjipiti,+ muvira resimbi,+ ndichiti, ‘Teererai inzwi rangu, uye itai zvinhu maererano nezvose zvandinokurayirai;+ muchava vanhu vangu uye ini ndichava Mwari wenyu,+
20 Asi imi ndimi makatorwa naJehovha kuti akubudisei muvira resimbi,+ muIjipiti, kuti muve rudzi rwake pachake+ sezvazvakaita nhasi.
4 andakarayira madzitateguru enyu pazuva randakaabudisa munyika yeIjipiti,+ muvira resimbi,+ ndichiti, ‘Teererai inzwi rangu, uye itai zvinhu maererano nezvose zvandinokurayirai;+ muchava vanhu vangu uye ini ndichava Mwari wenyu,+