Eksodho 19:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Imi muchava kwandiri umambo hwevapristi norudzi rutsvene.’+ Aya ndiwo mashoko aunofanira kuudza vanakomana vaIsraeri.” Numeri 23:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti ndinovaona ndiri pamusoro pematombo,Ndinovaona ndiri pazvikomo.Vanoramba vachigara vari voga sorudzi ipapo,+Havazviverengeri pakati pemamwe marudzi.+ Dheuteronomi 4:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Kana kuti Mwari akamboedza kuzvitorera rudzi pakati porumwe rudzi achishandisa miedzo+ nezviratidzo+ nezvishamiso+ nehondo+ noruoko rune simba+ noruoko rwakatambanudzwa+ uye kutyisa kukuru+ sezvose zvamakaitirwa naJehovha Mwari wenyu muIjipiti imi muchizviona here? Dheuteronomi 32:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti mugove waJehovha ndivo vanhu vake;+Jakobho ndiye mugove wake waanogara nhaka.+
6 Imi muchava kwandiri umambo hwevapristi norudzi rutsvene.’+ Aya ndiwo mashoko aunofanira kuudza vanakomana vaIsraeri.”
9 Nokuti ndinovaona ndiri pamusoro pematombo,Ndinovaona ndiri pazvikomo.Vanoramba vachigara vari voga sorudzi ipapo,+Havazviverengeri pakati pemamwe marudzi.+
34 Kana kuti Mwari akamboedza kuzvitorera rudzi pakati porumwe rudzi achishandisa miedzo+ nezviratidzo+ nezvishamiso+ nehondo+ noruoko rune simba+ noruoko rwakatambanudzwa+ uye kutyisa kukuru+ sezvose zvamakaitirwa naJehovha Mwari wenyu muIjipiti imi muchizviona here?