Numeri 12:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndinotaura naye zvakananga,+ ndichimuratidza, kwete nezvirahwe;+ uye iye anoona chitarisiko chaJehovha.+ Ko zvino, maregererei kutya kupopotera mushumiri wangu, iye Mosesi?”+ Pisarema 103:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Akazivisa Mosesi nzira dzake,+Uye akazivisa vanakomana vaIsraeri zvaakaita.+
8 Ndinotaura naye zvakananga,+ ndichimuratidza, kwete nezvirahwe;+ uye iye anoona chitarisiko chaJehovha.+ Ko zvino, maregererei kutya kupopotera mushumiri wangu, iye Mosesi?”+