38 iyo midziyo yokuisira moto yevarume ava vakatadzira mweya yavo.+ Vanofanira kuipfura kuti ive marata matete, ave chokufukidza nacho atari,+ nokuti vakauya nayo pamberi paJehovha, zvokuti yakava mitsvene; uye ngaive chiratidzo kuvanakomana vaIsraeri.’”+