RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 28:37
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 37 Uchava chinhu chinokatyamadza,+ uchava chirevo+ uye chinhu chinoshorwa pakati pemarudzi ose auchaendeswa kwaari naJehovha.

  • Pisarema 44:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Makaita kuti tive chirevo pakati pemarudzi,+

      Chinhu chinodzungudzirwa musoro pakati pemapoka emarudzi.+

  • Joeri 2:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 “Vapristi, ivo vashumiri vaJehovha ngavasvimhe misodzi vari pakati pevharanda neatari,+ vati, ‘Haiwa Jehovha, nzwirai vanhu venyu urombo, musaita kuti nhaka yenyu izvidzwe,+ kuti mamwe marudzi avatonge. Mamwe marudzi angataurirei kuti: “Mwari wavo ari kupi?”’+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe