2 Makoronike 36:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Akapisa imba yaMwari wechokwadi,+ akaputsa rusvingo+ rweJerusarema; uye vakapisa shongwe dzaro dzose dzokugara nomoto nezvinhu zvaro zvose zvinokosha,+ zvokuti zvose zvakaparadzwa.+ Isaya 64:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Imba yedu youtsvene norunako,+ mamakarumbidzirwa nemadzitateguru edu,+ yava chinhu chokupisa nomoto;+ uye zvinhu zvedu zvose zvinokosha+ zvaparadzwa. Jeremiya 52:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Akapisa imba yaJehovha+ neimba yamambo nedzimba dzose dzomuJerusarema;+ uye akapisawo dzimba dzose huru nomoto.+
19 Akapisa imba yaMwari wechokwadi,+ akaputsa rusvingo+ rweJerusarema; uye vakapisa shongwe dzaro dzose dzokugara nomoto nezvinhu zvaro zvose zvinokosha,+ zvokuti zvose zvakaparadzwa.+
11 Imba yedu youtsvene norunako,+ mamakarumbidzirwa nemadzitateguru edu,+ yava chinhu chokupisa nomoto;+ uye zvinhu zvedu zvose zvinokosha+ zvaparadzwa.
13 Akapisa imba yaJehovha+ neimba yamambo nedzimba dzose dzomuJerusarema;+ uye akapisawo dzimba dzose huru nomoto.+