Joshua 23:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 chokwadi zivai kuti Jehovha Mwari wenyu haazorambi achidzinga marudzi aya nokuda kwenyu;+ achava kwamuri chiteyeso nomusungo uye tyava ine zvinobaya kumativi enyu+ uye minzwa mumaziso enyu kusvikira maparara panyika iyi yakanaka yamakapiwa naJehovha Mwari wenyu.+ Isaya 42:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Ndiani akaita kuti Jakobho atorwe zvake nechisimba, uye kuti Israeri atorwe nevapambi? Haasi Jehovha here, Iye watakatadzira, ane nzira dzavasina kuda kufamba madziri uye ane mutemo wavasina kuteerera?+ Jeremiya 15:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Zvino Jehovha akati kwandiri: “Kunyange dai Mosesi+ naSamueri+ vanga vakamira pamberi pangu, mweya wangu waisazombova nehanya nevanhu ava.+ Ndaizovadzinga pamberi pechiso changu, kuti vabude vaende.+
13 chokwadi zivai kuti Jehovha Mwari wenyu haazorambi achidzinga marudzi aya nokuda kwenyu;+ achava kwamuri chiteyeso nomusungo uye tyava ine zvinobaya kumativi enyu+ uye minzwa mumaziso enyu kusvikira maparara panyika iyi yakanaka yamakapiwa naJehovha Mwari wenyu.+
24 Ndiani akaita kuti Jakobho atorwe zvake nechisimba, uye kuti Israeri atorwe nevapambi? Haasi Jehovha here, Iye watakatadzira, ane nzira dzavasina kuda kufamba madziri uye ane mutemo wavasina kuteerera?+
15 Zvino Jehovha akati kwandiri: “Kunyange dai Mosesi+ naSamueri+ vanga vakamira pamberi pangu, mweya wangu waisazombova nehanya nevanhu ava.+ Ndaizovadzinga pamberi pechiso changu, kuti vabude vaende.+