Dheuteronomi 32:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Ndingadai ndakati: “Ndichavaparadzira,+Ndichaita kuti kutaurwa nezvavo kugume pakati pevanhuwo zvavo,”+ 2 Madzimambo 13:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Asi Jehovha akavanzwira nyasha,+ akavanzwira ngoni,+ akafunga nezvavo nokuda kwesungano yake+ naAbrahamu,+ Isaka+ naJakobho;+ uye haana kuda kuvaparadza,+ uye haana kuvarasa vachibva pamberi pake kusvikira zvino. 2 Madzimambo 23:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Asi Jehovha akati: “Ndichabvisawo Judha+ pamberi pangu,+ sokubvisa kwandakaita Israeri;+ uye ndicharamba guta rino randakasarudza, iro Jerusarema, neimba yandakati nezvayo, ‘Zita rangu richaramba riri ipapo.’”+
26 Ndingadai ndakati: “Ndichavaparadzira,+Ndichaita kuti kutaurwa nezvavo kugume pakati pevanhuwo zvavo,”+
23 Asi Jehovha akavanzwira nyasha,+ akavanzwira ngoni,+ akafunga nezvavo nokuda kwesungano yake+ naAbrahamu,+ Isaka+ naJakobho;+ uye haana kuda kuvaparadza,+ uye haana kuvarasa vachibva pamberi pake kusvikira zvino.
27 Asi Jehovha akati: “Ndichabvisawo Judha+ pamberi pangu,+ sokubvisa kwandakaita Israeri;+ uye ndicharamba guta rino randakasarudza, iro Jerusarema, neimba yandakati nezvayo, ‘Zita rangu richaramba riri ipapo.’”+