2 Madzimambo 19:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Ari kupi—iye mambo weHamati,+ mambo weApadhi,+ mambo wemaguta eSefavhaimu, Hena neIvha?’”+ Isaya 10:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Karino+ harina kufanana neKakemishi+ here? Hamati+ harina kufanana neApadhi+ here? Samariya+ harina kufanana neDhamasiko+ here?
9 Karino+ harina kufanana neKakemishi+ here? Hamati+ harina kufanana neApadhi+ here? Samariya+ harina kufanana neDhamasiko+ here?