2 Madzimambo 18:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Vanamwari veHamati+ neApadhi+ vari kupi? Vanamwari veSefavhaimu,+ Hena,+ neIvha+ vari kupi? Vakanunura Samariya paruoko rwangu here?+ Isaya 36:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Vanamwari veHamati+ neApadhi+ vari kupi? Vanamwari veSefavhaimu+ vari kupi? Vakanunura Samariya paruoko rwangu here?+
34 Vanamwari veHamati+ neApadhi+ vari kupi? Vanamwari veSefavhaimu,+ Hena,+ neIvha+ vari kupi? Vakanunura Samariya paruoko rwangu here?+
19 Vanamwari veHamati+ neApadhi+ vari kupi? Vanamwari veSefavhaimu+ vari kupi? Vakanunura Samariya paruoko rwangu here?+