2 Madzimambo 17:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Mambo weAsiriya akaenda kunorwisa nyika yose, akaendawo kuSamariya, akarikomba+ kwemakore matatu. 2 Makoronike 32:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Hamuzivi here zvandakaita ini nemadzitateguru angu kumarudzi ose enyika?+ Vanamwari+ vemarudzi enyika dzacho vakambokwanisa kununura nyika yavo muruoko rwangu here? Isaya 10:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 handizoitiriwo Jerusarema nezvidhori zvaro+ sezvandichave ndaitira Samariya navanamwari varo vasina zvavanobatsira here?’+
13 Hamuzivi here zvandakaita ini nemadzitateguru angu kumarudzi ose enyika?+ Vanamwari+ vemarudzi enyika dzacho vakambokwanisa kununura nyika yavo muruoko rwangu here?
11 handizoitiriwo Jerusarema nezvidhori zvaro+ sezvandichave ndaitira Samariya navanamwari varo vasina zvavanobatsira here?’+