Isaya 37:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Tarira! Iwe wakanzwa zvakaitwa nemadzimambo eAsiriya kunyika dzose nokudziparadza chose,+ zvino iwe uchanunurwa here?+
11 Tarira! Iwe wakanzwa zvakaitwa nemadzimambo eAsiriya kunyika dzose nokudziparadza chose,+ zvino iwe uchanunurwa here?+