Isaya 37:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Vanamwari+ vemamwe marudzi akaparadzwa nemadzitateguru angu vakaanunura here,+ Gozani+ neHarani+ neRezefi nevanakomana vokuEdheni+ vaiva muTeri-asari?
12 Vanamwari+ vemamwe marudzi akaparadzwa nemadzitateguru angu vakaanunura here,+ Gozani+ neHarani+ neRezefi nevanakomana vokuEdheni+ vaiva muTeri-asari?