2 Madzimambo 17:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Naizvozvo mambo weAsiriya akaunza vanhu kubva kuBhabhironi+ neKuta neAvha+ neHamati+ neSefavhaimu,+ akaita kuti vagare mumaguta eSamariya+ panzvimbo pevanakomana vaIsraeri; uye vakatanga kuita kuti Samariya rive ravo nokugara mumaguta aro.
24 Naizvozvo mambo weAsiriya akaunza vanhu kubva kuBhabhironi+ neKuta neAvha+ neHamati+ neSefavhaimu,+ akaita kuti vagare mumaguta eSamariya+ panzvimbo pevanakomana vaIsraeri; uye vakatanga kuita kuti Samariya rive ravo nokugara mumaguta aro.