Pisarema 96:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Nokuti vanamwari vose vemamwe marudzi ndivanamwari vasina zvavanobatsira;+Asi Jehovha, ndiye akasika matenga.+ Isaya 37:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Vanamwari vawo vakakandwa mumoto,+ nokuti vakanga vasiri vanamwari,+ asi zvinhu zvakagadzirwa nemaoko omunhu,+ danda nedombo, zvokuti akavaparadza.+ Isaya 41:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Tarirai! Ivo vose chinhu chisipo. Mabasa avo haabatsiri. Mifananidzo yavo yakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa imhepo uye haisi yechokwadi.+ 1 VaKorinde 8:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino pamusoro pokudya+ zvokudya zvakapirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ munyika, uye kuti hapana mumwe Mwari kunze kwomumwe chete.+
5 Nokuti vanamwari vose vemamwe marudzi ndivanamwari vasina zvavanobatsira;+Asi Jehovha, ndiye akasika matenga.+
19 Vanamwari vawo vakakandwa mumoto,+ nokuti vakanga vasiri vanamwari,+ asi zvinhu zvakagadzirwa nemaoko omunhu,+ danda nedombo, zvokuti akavaparadza.+
29 Tarirai! Ivo vose chinhu chisipo. Mabasa avo haabatsiri. Mifananidzo yavo yakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa imhepo uye haisi yechokwadi.+
4 Zvino pamusoro pokudya+ zvokudya zvakapirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ munyika, uye kuti hapana mumwe Mwari kunze kwomumwe chete.+