Pisarema 115:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvidhori zvavo isirivha nendarama,+Iro basa remaoko omunhu wepanyika.+ Jeremiya 10:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti tsika dzemarudzi+ acho imhepowo zvayo inobudiswa pakufema, nokuti munhu atema mutiwo zvawo+ womusango, basa remaoko emhizha inoveza nechokuvezesa.+ Mabasa 17:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 “Naizvozvo, zvatiri vana vaMwari,+ hatifaniri kufunga kuti Mwari+ akafanana nendarama kana sirivha kana dombo, kufanana nechimwe chinhu chakavezwa nounyanzvi nouchenjeri hwomunhu.+
3 Nokuti tsika dzemarudzi+ acho imhepowo zvayo inobudiswa pakufema, nokuti munhu atema mutiwo zvawo+ womusango, basa remaoko emhizha inoveza nechokuvezesa.+
29 “Naizvozvo, zvatiri vana vaMwari,+ hatifaniri kufunga kuti Mwari+ akafanana nendarama kana sirivha kana dombo, kufanana nechimwe chinhu chakavezwa nounyanzvi nouchenjeri hwomunhu.+