Eksodho 12:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Zvino Farao akamuka usiku, iye nevashandi vake vose nevamwe vaIjipiti vose; kuchema kukuru kukatanga kuvapo pakati pevaIjipiti,+ nokuti kwakanga kusina imba yakanga isina munhu akanga afa. Pisarema 76:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Mutyairi wengoro nebhiza racho zvakabatwa nehope huru zvatukwa nemi, haiwa Mwari waJakobho.+
30 Zvino Farao akamuka usiku, iye nevashandi vake vose nevamwe vaIjipiti vose; kuchema kukuru kukatanga kuvapo pakati pevaIjipiti,+ nokuti kwakanga kusina imba yakanga isina munhu akanga afa.