RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 21:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Manase akateurawo ropa risina mhosva+ rakawanda kwazvo, kusvikira azadza Jerusarema kubvira kune mumwe mugumo kusvikira kune mumwe mugumo, tisingabatanidzi chivi chake chaakatadzisa Judha nacho nokuita zvakaipa pamberi paJehovha.+

  • 2 Madzimambo 23:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 Kunyange zvakadaro, Jehovha haana kudzora kutsamwa kwake kukuru, iko kutsamwa kwake kukuru kwaakaitira Judha+ nokuda kwezvinhu zvose zvinotsamwisa izvo Manase akanga aita kuti vamugumbure nazvo.+

  • 2 Makoronike 33:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Jehovha akazounza+ vakuru veuto ramambo weAsiriya+ kuti vazovarwisa, naizvozvo vakabata Manase ari mumakomba,+ vakamusunga+ nezvisungo zvomumakumbo zviviri zvemhangura, vakaenda naye kuBhabhironi.

  • 2 Makoronike 33:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Akaramba achinyengetera kwaari, zvokuti Iye akabvuma kutetererwa+ naye, uye Iye akanzwa chikumbiro chake chokuti anzwirwe nyasha, akamudzorera kuJerusarema paumambo hwake;+ uye Manase akaziva kuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe