1 Makoronike 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 aiva nomwanakomana ainzi Ahazi,+ aiva nomwanakomana ainzi Hezekiya,+ aiva nomwanakomana ainzi Manase,+ 2 Makoronike 33:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Manase+ akanga aine makore gumi nemaviri paakatanga kutonga, uye akatonga kwemakore makumi mashanu nemashanu ari muJerusarema.+ Muparidzi 10:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Haiwa iwe nyika, chii chichaitika kwauri mambo wako paanenge ari mukomana+ uye machinda ako paanenge achiramba achidya mangwanani? Mateu 1:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Hezekiya akabereka Manase;+Manase+ akabereka Amone;+Amone+ akabereka Josiya;
13 aiva nomwanakomana ainzi Ahazi,+ aiva nomwanakomana ainzi Hezekiya,+ aiva nomwanakomana ainzi Manase,+
33 Manase+ akanga aine makore gumi nemaviri paakatanga kutonga, uye akatonga kwemakore makumi mashanu nemashanu ari muJerusarema.+
16 Haiwa iwe nyika, chii chichaitika kwauri mambo wako paanenge ari mukomana+ uye machinda ako paanenge achiramba achidya mangwanani?