Revhitiko 18:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Nyika yacho haizokurutsii nokuti munenge maisvibisa sokurutsa kwaichaita marudzi akakutangirai.+ Dheuteronomi 28:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “Zvino kana ukasateerera inzwi raJehovha Mwari wako nokuchenjerera kuita mirayiro yake yose nemirau yake yandiri kukurayira nhasi, kutukwa kwose uku kuchauyawo pauri kwokubata:+ 2 Makoronike 33:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Akaita zvakaipa pamberi paJehovha,+ maererano nezvinhu zvinosemesa+ zvemarudzi akanga adzingwa naJehovha pamberi pevanakomana vaIsraeri.+
15 “Zvino kana ukasateerera inzwi raJehovha Mwari wako nokuchenjerera kuita mirayiro yake yose nemirau yake yandiri kukurayira nhasi, kutukwa kwose uku kuchauyawo pauri kwokubata:+
2 Akaita zvakaipa pamberi paJehovha,+ maererano nezvinhu zvinosemesa+ zvemarudzi akanga adzingwa naJehovha pamberi pevanakomana vaIsraeri.+