RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 18:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 Naizvozvo nyika iyi haina kuchena, ndichaunza chirango pamusoro payo nokuda kwokukanganisa kwayo, uye nyika yacho icharutsa vagari vayo.+

  • Dheuteronomi 12:31
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 31 Usaitira Jehovha Mwari wako saizvozvo,+ nokuti iwo akaitira vanamwari vawo zvinhu zvose zvinosemesa Jehovha uye zvaanovenga, nokuti anogara achipisira vanakomana vawo nevanasikana vawo kuna vanamwari vawo mumoto.+

  • 2 Makoronike 36:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Vakuru vose vevapristi+ nevanhu vakaitawo nokusatendeka kukuru, maererano nezvinhu zvose zvinosemesa+ zvemamwe marudzi, zvokuti vakasvibisa imba yaJehovha yaakanga atsvenesa muJerusarema.+

  • Ezekieri 16:51
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 51 “‘Samariya+ harina kutadza zvinosvika kunyange pahafu yezvivi zvako, asi iwe wakaramba uchiita kuti zvinhu zvako zvinosemesa zviwande kupfuura zvavakaita, zvokuti wakaita kuti mukoma wako nomunun’una wako vaite sevakarurama nokuda kwezvinhu zvako zvose zvinosemesa zvawakaita.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe