RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 18:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Ndiye akabvisa nzvimbo dzakakwirira,+ akaputsa-putsa shongwe tsvene,+ akatema danda dzvene,+ akaputsa-putsa nyoka yemhangura+ yakanga yagadzirwa naMosesi;+ nokuti kusvikira kumazuva iwayo vanakomana vaIsraeri vakanga vachingoikwidzira utsi hwezvibayiro,+ uye yaimbonzi chifananidzo chenyoka yemhangura.+

  • 2 Madzimambo 18:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Kana mukati kwandiri, ‘Tinovimba+ naJehovha+ Mwari wedu,’ haasi iye ane nzvimbo dzakakwirira+ uye ane atari dzakabviswa naHezekiya+ here, achiti kuna Judha neJerusarema, ‘Kotamirai pamberi peatari iyi iri muJerusarema’?”’+

  • 2 Makoronike 32:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Haasi Hezekiya here akabvisa nzvimbo dzake dzakakwirira+ neatari dzake,+ akabva ati kuna Judha neJerusarema: “Munofanira kukotama+ pamberi peatari imwe chete+ uye munofanira kukwidza utsi hwezvibayiro pairi”?+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe