Dheuteronomi 4:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 uye kuti murege kutarira kumatenga moona zuva nomwedzi nenyeredzi, uto rose rokumatenga, mukanyengedzwa, mukazvikotamira nokuzvishumira,+ izvo Jehovha Mwari wenyu akagovera marudzi ose ari pasi pematenga ose.+ Dheuteronomi 17:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 oenda, ononamata vamwe vanamwari, ovakotamira, ivo kana zuva kana mwedzi kana uto rose rokumatenga,+ chinhu chandisina kurayira,+
19 uye kuti murege kutarira kumatenga moona zuva nomwedzi nenyeredzi, uto rose rokumatenga, mukanyengedzwa, mukazvikotamira nokuzvishumira,+ izvo Jehovha Mwari wenyu akagovera marudzi ose ari pasi pematenga ose.+
3 oenda, ononamata vamwe vanamwari, ovakotamira, ivo kana zuva kana mwedzi kana uto rose rokumatenga,+ chinhu chandisina kurayira,+