Dheuteronomi 12:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 asi mutsvake nzvimbo iyo Jehovha Mwari wenyu achasarudza pamadzinza enyu ose kuti aise zita rake ipapo, kuti aite kuti rigare ipapo, uye iwe unofanira kuenda ikoko.+ 2 Samueri 7:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Ndiye achavakira zita rangu imba,+ uye ndichasimbisa kwazvo chigaro choumambo hwake nokusingagumi.+ 1 Madzimambo 8:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 kuti maziso enyu asvinure+ akatarira kuimba iyi usiku nemasikati, kunzvimbo yamakati, ‘Zita rangu richava ipapo,’+ kuti muteerere munyengetero uri kunyengeterwa nomushumiri wenyu akatarira kunzvimbo ino.+ 1 Madzimambo 9:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Jehovha akati kwaari: “Ndanzwa munyengetero+ wako nechikumbiro chako chokuti unzwirwe nyasha, chikumbiro chawaita pamberi pangu kuti unzwirwe nyasha. Ndatsaura+ imba iyi yawakavaka nokuisa zita rangu+ pairi nokusingagumi; uye maziso angu+ nomwoyo wangu zvichava ipapo nguva dzose.+ Pisarema 78:68 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 68 Asi akasarudza dzinza raJudha,+Iro Gomo reZiyoni, raaida.+ Pisarema 132:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokuti Jehovha akasarudza Ziyoni;+Akarisuwa senzvimbo yake yokugara+ achiti:
5 asi mutsvake nzvimbo iyo Jehovha Mwari wenyu achasarudza pamadzinza enyu ose kuti aise zita rake ipapo, kuti aite kuti rigare ipapo, uye iwe unofanira kuenda ikoko.+
13 Ndiye achavakira zita rangu imba,+ uye ndichasimbisa kwazvo chigaro choumambo hwake nokusingagumi.+
29 kuti maziso enyu asvinure+ akatarira kuimba iyi usiku nemasikati, kunzvimbo yamakati, ‘Zita rangu richava ipapo,’+ kuti muteerere munyengetero uri kunyengeterwa nomushumiri wenyu akatarira kunzvimbo ino.+
3 Jehovha akati kwaari: “Ndanzwa munyengetero+ wako nechikumbiro chako chokuti unzwirwe nyasha, chikumbiro chawaita pamberi pangu kuti unzwirwe nyasha. Ndatsaura+ imba iyi yawakavaka nokuisa zita rangu+ pairi nokusingagumi; uye maziso angu+ nomwoyo wangu zvichava ipapo nguva dzose.+