Revhitiko 20:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 “‘Zvino kana paine murume kana mukadzi ane mudzimu wokusvikirwa kana kuti mudzimu wokufembera,+ chokwadi vanofanira kuurayiwa.+ Vanofanira kuvatema nematombo kusvikira vafa. Ropa ravo riri pamusoro pavo.’”+
27 “‘Zvino kana paine murume kana mukadzi ane mudzimu wokusvikirwa kana kuti mudzimu wokufembera,+ chokwadi vanofanira kuurayiwa.+ Vanofanira kuvatema nematombo kusvikira vafa. Ropa ravo riri pamusoro pavo.’”+