Pisarema 97:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Vose vaya vanoshumira chero mufananidzo upi zvawo wakavezwa ngavanyare,+Vaya vanozvirumbidza navanamwari vasina zvavanobatsira.+Mukotamirei, imi mose vanamwari.+ 1 VaKorinde 8:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino pamusoro pokudya+ zvokudya zvakapirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ munyika, uye kuti hapana mumwe Mwari kunze kwomumwe chete.+
7 Vose vaya vanoshumira chero mufananidzo upi zvawo wakavezwa ngavanyare,+Vaya vanozvirumbidza navanamwari vasina zvavanobatsira.+Mukotamirei, imi mose vanamwari.+
4 Zvino pamusoro pokudya+ zvokudya zvakapirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ munyika, uye kuti hapana mumwe Mwari kunze kwomumwe chete.+