RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 8:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 kuti maziso enyu asvinure+ akatarira kuimba iyi usiku nemasikati, kunzvimbo yamakati, ‘Zita rangu richava ipapo,’+ kuti muteerere munyengetero uri kunyengeterwa nomushumiri wenyu akatarira kunzvimbo ino.+

  • 2 Madzimambo 23:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Asi Jehovha akati: “Ndichabvisawo Judha+ pamberi pangu,+ sokubvisa kwandakaita Israeri;+ uye ndicharamba guta rino randakasarudza, iro Jerusarema, neimba yandakati nezvayo, ‘Zita rangu richaramba riri ipapo.’”+

  • 2 Makoronike 7:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Zvino ndiri kusarudza+ nokutsaura imba ino kuti zita rangu+ rive pairi nokusingagumi,+ maziso angu nomwoyo wangu zvichava pairi nguva dzose.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe