2 Makoronike 33:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Manase+ akaramba achitsausa vaJudha+ nevagari vomuJerusarema kuti vaite zvakaipa+ kwazvo kupfuura marudzi akanga atsakatiswa naJehovha pamberi pevanakomana vaIsraeri.+ Zvirevo 16:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Munhu anoita zvechisimba achanyengera mumwe wake,+ uye achaita kuti aende nenzira isina kunaka.+ Ezekieri 16:47 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 47 Iwe hauna kufamba munzira dzavo, kana kuita maererano nezvinhu zvavo zvinosemesa.+ Munguva duku kwazvo wakatanga kuita zvinhu zvakaipa kupfuura zvavakaita munzira dzako dzose.+
9 Manase+ akaramba achitsausa vaJudha+ nevagari vomuJerusarema kuti vaite zvakaipa+ kwazvo kupfuura marudzi akanga atsakatiswa naJehovha pamberi pevanakomana vaIsraeri.+
47 Iwe hauna kufamba munzira dzavo, kana kuita maererano nezvinhu zvavo zvinosemesa.+ Munguva duku kwazvo wakatanga kuita zvinhu zvakaipa kupfuura zvavakaita munzira dzako dzose.+