RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 33:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Jehovha akaramba achitaura naManase nevanhu vake, asi ivo havana kuteerera.+

  • 2 Makoronike 36:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Jehovha Mwari wemadzitateguru avo akaramba achivatumira shoko achishandisa nhume dzake,+ achivatumira avatumirazve, nokuti ainzwira tsitsi vanhu vake+ nenzvimbo yake yokugara.+

  • Jeremiya 7:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 kubvira pazuva rakabuda madzitateguru enyu munyika yeIjipiti kusvikira nhasi;+ uye ndakaramba ndichikutumirai vashumiri vangu vose vaprofita, ndichifumomuka zuva nezuva ndichivatuma.+

  • Mateu 23:37
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 37 “Jerusarema, Jerusarema, muurayi wevaprofita+ neanotema nematombo+ vakatumwa kwaari,+—ndaiwanzoda sei kuunganidza vana vako, sokuunganidza kunoita huku nhiyo dzayo pasi pemapapiro ayo!+ Asi imi hamuna kuzvida.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe