2 Madzimambo 23:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Kunyange zvakadaro, Jehovha haana kudzora kutsamwa kwake kukuru, iko kutsamwa kwake kukuru kwaakaitira Judha+ nokuda kwezvinhu zvose zvinotsamwisa izvo Manase akanga aita kuti vamugumbure nazvo.+ 2 Madzimambo 24:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Izvi zvakaitika kuJudha nokuti zvakanga zvarayirwa naJehovha, kuti avabvise+ pamberi pake nokuda kwezvivi zvaManase,+ maererano nezvose zvaakanga aita; Jeremiya 15:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Ndichavaisa kuumambo hwose hwenyika kuti vagwagwadze+ nokuda kwaManase mwanakomana waHezekiya, mambo waJudha, nokuda kwezvaakaita muJerusarema.+
26 Kunyange zvakadaro, Jehovha haana kudzora kutsamwa kwake kukuru, iko kutsamwa kwake kukuru kwaakaitira Judha+ nokuda kwezvinhu zvose zvinotsamwisa izvo Manase akanga aita kuti vamugumbure nazvo.+
3 Izvi zvakaitika kuJudha nokuti zvakanga zvarayirwa naJehovha, kuti avabvise+ pamberi pake nokuda kwezvivi zvaManase,+ maererano nezvose zvaakanga aita;
4 Ndichavaisa kuumambo hwose hwenyika kuti vagwagwadze+ nokuda kwaManase mwanakomana waHezekiya, mambo waJudha, nokuda kwezvaakaita muJerusarema.+