RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 15:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Asi pachizvarwa chechina vachadzoka kuno,+ nokuti kukanganisa kwevaAmori hakusati kwakwana.”+

  • Revhitiko 18:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 Naizvozvo nyika iyi haina kuchena, ndichaunza chirango pamusoro payo nokuda kwokukanganisa kwayo, uye nyika yacho icharutsa vagari vayo.+

  • Ezekieri 16:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Uti, ‘Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha kuJerusarema: “Wakabva uye wakaberekerwa munyika yomuKenani.+ Baba vako vaiva muAmori,+ uye amai vako vaiva muHiti.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe