2 Samueri 8:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Akarwisa vaMoabhi,+ akavayera netambo, achiita kuti varare pasi, kuti ayere netambo kaviri vokuti auraye, uye ayere netambo yakakwana vokuti achengetedze vari vapenyu;+ uye vaMoabhi vakava vashandi vaDhavhidhi+ vairipa muripo.+ Isaya 28:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Ndichaita kuti kururamisira kuve tambo yokuyeresa+ uye kururama+ kuve chokuenzanisa nacho; chimvuramabwe+ chichakukura kwokupotera kwenhema,+ uye mvura ichafashamira nzvimbo yokuvanda.+ Isaya 34:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Sekwe romuromo murefu nenungu zvichaita kuti rive razvo, mazizi ane nzeve refu nemakunguo zvichagara mariri;+ iye acharitambanudzira tambo yokuyeresa+ yokusava nechinhu nematombo okuva dongo. Mariro 2:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Jehovha akafunga zvokuparadza rusvingo+ rwomwanasikana weZiyoni.Akatambanudza tambo yokuyeresa.+ Haana kudzosa ruoko rwake pakuparadza.+Anoita kuti murwi wokudzivirira nawo norusvingo zvicheme.+ Zvaparara pamwe chete.
2 Akarwisa vaMoabhi,+ akavayera netambo, achiita kuti varare pasi, kuti ayere netambo kaviri vokuti auraye, uye ayere netambo yakakwana vokuti achengetedze vari vapenyu;+ uye vaMoabhi vakava vashandi vaDhavhidhi+ vairipa muripo.+
17 Ndichaita kuti kururamisira kuve tambo yokuyeresa+ uye kururama+ kuve chokuenzanisa nacho; chimvuramabwe+ chichakukura kwokupotera kwenhema,+ uye mvura ichafashamira nzvimbo yokuvanda.+
11 Sekwe romuromo murefu nenungu zvichaita kuti rive razvo, mazizi ane nzeve refu nemakunguo zvichagara mariri;+ iye acharitambanudzira tambo yokuyeresa+ yokusava nechinhu nematombo okuva dongo.
8 Jehovha akafunga zvokuparadza rusvingo+ rwomwanasikana weZiyoni.Akatambanudza tambo yokuyeresa.+ Haana kudzosa ruoko rwake pakuparadza.+Anoita kuti murwi wokudzivirira nawo norusvingo zvicheme.+ Zvaparara pamwe chete.