-
Ezekieri 23:33Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
33 Uchazara nokudhakwa neshungu, nekapu yokukatyamara neyokuparadzwa, iyo kapu yomukoma wako Samariya.