Revhitiko 26:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Ndichakuunzirai bakatwa rinotsiva+ nokuda kwesungano;+ muchaungana mumaguta enyu, ini ndichatuma denda pakati penyu,+ uye muchaiswa muruoko rwomuvengi.+ Dheuteronomi 28:63 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 63 “Zvino Jehovha zvaakafara kwazvo kuti akuitirei zvakanaka nokuita kuti muwande,+ saizvozvo Jehovha achafara kwazvo kuti akuparadzei nokukutsakatisai;+ uye muchangobviswa panyika yamuri kuenda kunotora kuti ive yenyu.+ 2 Petro 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Naizvozvo Jehovha anoziva nzira yokununura nayo mumuedzo, vanhu vakazvipira kuna Mwari,+ uye kuchengetera vanhu vasina kururama zuva rokutongwa kuti vaparadzwe,+
25 Ndichakuunzirai bakatwa rinotsiva+ nokuda kwesungano;+ muchaungana mumaguta enyu, ini ndichatuma denda pakati penyu,+ uye muchaiswa muruoko rwomuvengi.+
63 “Zvino Jehovha zvaakafara kwazvo kuti akuitirei zvakanaka nokuita kuti muwande,+ saizvozvo Jehovha achafara kwazvo kuti akuparadzei nokukutsakatisai;+ uye muchangobviswa panyika yamuri kuenda kunotora kuti ive yenyu.+
9 Naizvozvo Jehovha anoziva nzira yokununura nayo mumuedzo, vanhu vakazvipira kuna Mwari,+ uye kuchengetera vanhu vasina kururama zuva rokutongwa kuti vaparadzwe,+