RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 32:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Zvino tarirai, mamuka panzvimbo yemadzibaba enyu sevana vevarume vanotadza kuti muwedzerezve kutsamwa kukuru kwaJehovha+ pana Israeri.

  • 2 Makoronike 33:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Akaita zvakaipa pamberi paJehovha,+ sezvakanga zvaitwa nababa vake Manase;+ uye Amone akabayira+ kumifananidzo yakavezwa+ yose yakanga yagadzirwa nababa vake Manase,+ uye akaramba achiishumira.+

  • Mabasa 7:51
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 51 “Vanhu vane nharo vane mwoyo nenzeve zvisina kudzingiswa,+ munogara muchirwisa mudzimu mutsvene; munoita sezvakaitwa nemadzitateguru enyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe