2 Madzimambo 21:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Naizvozvo akavakazve nzvimbo dzakakwirira dzakanga dzaparadzwa nababa vake Hezekiya,+ akavakira Bhaari atari, akagadzira danda dzvene, sezvakanga zvaitwa naAhabhi+ mambo waIsraeri; uye akatanga kukotamira+ uto rose rokumatenga+ nokuzvishumira.+
3 Naizvozvo akavakazve nzvimbo dzakakwirira dzakanga dzaparadzwa nababa vake Hezekiya,+ akavakira Bhaari atari, akagadzira danda dzvene, sezvakanga zvaitwa naAhabhi+ mambo waIsraeri; uye akatanga kukotamira+ uto rose rokumatenga+ nokuzvishumira.+