RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 26:30
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 30 Ndichatsakatisa nzvimbo dzenyu tsvene dzakakwirira,+ ndoputsa zvigadziko zvenyu zvokupisira rusenzi, ndoisa zvitunha zvenyu pamusoro pezvitunha zvezvidhori zvenyu zvinosemesa sendove;+ uye mweya wangu uchangokusemai.+

  • Dheuteronomi 29:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Maiona zvinhu zvawo zvinonyangadza nezvidhori zvawo zvinosemesa sendove,+ zvematanda nezvematombo, zvesirivha nezvendarama, zvaakanga ainazvo;)

  • 2 Madzimambo 17:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Vakaramba vachishumira zvidhori zvaisemesa sendove,+ zvavakanga vanzi naJehovha: “Musaita chinhu ichi”;+

  • Jeremiya 10:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Haina zvainobatsira, ibasa rinosekesa.+ Ichaparara panguva yaichafungwa nezvayo.+

  • 1 VaKorinde 8:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Zvino pamusoro pokudya+ zvokudya zvakapirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ munyika, uye kuti hapana mumwe Mwari kunze kwomumwe chete.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe