RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Vatongi 2:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Nokudaro vakasiya Jehovha Mwari wemadzibaba avo uyo akanga avabudisa munyika yeIjipiti,+ vakatevera vamwe vanamwari pakati pavanamwari vemarudzi aiva akavapoteredza,+ vakatanga kuvakotamira, zvokuti vakagumbura Jehovha.+

  • 2 Madzimambo 22:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 nokuti ivo vakandisiya, vakakwidzira vamwe vanamwari+ utsi hwezvibayiro kuti vandigumbure nebasa rose remaoko avo,+ uye kutsamwa kwangu kwakatungidzwa somoto nokuda kwenzvimbo ino uye hakuzodzimwi.’”’+

  • 1 Makoronike 28:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 “Zvino iwe, mwanakomana wangu Soromoni, ziva+ Mwari wababa vako, umushumire+ nomwoyo wakakwana+ uye nomweya unofara;+ nokuti Jehovha anoongorora mwoyo yose,+ uye anonzwisisa zvose zvinodiwa nepfungwa.+ Kana ukamutsvaka, achaita kuti umuwane;+ asi kana ukamusiya,+ achakurasa nokusingaperi.+

  • Jeremiya 2:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 ‘nokuti vanhu vangu vakaita zvinhu zviviri zvakaipa: Vakandisiya,+ ini tsime remvura mhenyu,+ kuti vachere migodhi yemvura, migodhi yakatsemuka, isingagoni kuchengeta mvura.’

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe