2 Madzimambo 21:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Manase akazorara nemadzitateguru ake,+ akavigwa mumunda weimba yake, mumunda waAza;+ uye mwanakomana wake Amone akatanga kutonga panzvimbo pake.
18 Manase akazorara nemadzitateguru ake,+ akavigwa mumunda weimba yake, mumunda waAza;+ uye mwanakomana wake Amone akatanga kutonga panzvimbo pake.