2 Madzimambo 21:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “Manase+ mambo waJudha zvaakaita zvinhu izvi zvinosemesa,+ iye akaita zvakaipa kupfuura zvose zvakaitwa nevaAmori+ vakamutangira, akatadzisawo+ Judha nezvidhori zvake zvaisemesa sendove. 2 Madzimambo 24:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 uyewo nokuda kweropa risina mhosva+ raakanga ateura, zvokuti akazadza Jerusarema neropa risina mhosva, uye Jehovha akaramba kumukanganwira.+ Jeremiya 15:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Ndichavaisa kuumambo hwose hwenyika kuti vagwagwadze+ nokuda kwaManase mwanakomana waHezekiya, mambo waJudha, nokuda kwezvaakaita muJerusarema.+
11 “Manase+ mambo waJudha zvaakaita zvinhu izvi zvinosemesa,+ iye akaita zvakaipa kupfuura zvose zvakaitwa nevaAmori+ vakamutangira, akatadzisawo+ Judha nezvidhori zvake zvaisemesa sendove.
4 uyewo nokuda kweropa risina mhosva+ raakanga ateura, zvokuti akazadza Jerusarema neropa risina mhosva, uye Jehovha akaramba kumukanganwira.+
4 Ndichavaisa kuumambo hwose hwenyika kuti vagwagwadze+ nokuda kwaManase mwanakomana waHezekiya, mambo waJudha, nokuda kwezvaakaita muJerusarema.+