RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 26:33
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 33 Ndichakuparadzirai pakati pemarudzi,+ ndichavhomora bakatwa shure kwenyu;+ nyika yenyu ichava nzvimbo isina chinhu,+ uye maguta enyu achava matongo.

  • Dheuteronomi 4:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 ndinoshevedza matenga nenyika kuti zvikupupurirei nhasi,+ kuti chokwadi muchakurumidza kuparara panyika yamuri kuyambukira Jodhani kuti munoitora, ive yenyu. Hamuzovi nemazuva mazhinji pairi, nokuti chokwadi muchatsakatiswa.+

  • Dheuteronomi 28:63
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 63 “Zvino Jehovha zvaakafara kwazvo kuti akuitirei zvakanaka nokuita kuti muwande,+ saizvozvo Jehovha achafara kwazvo kuti akuparadzei nokukutsakatisai;+ uye muchangobviswa panyika yamuri kuenda kunotora kuti ive yenyu.+

  • 2 Madzimambo 23:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Asi Jehovha akati: “Ndichabvisawo Judha+ pamberi pangu,+ sokubvisa kwandakaita Israeri;+ uye ndicharamba guta rino randakasarudza, iro Jerusarema, neimba yandakati nezvayo, ‘Zita rangu richaramba riri ipapo.’”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe