1 Madzimambo 9:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Imba iyi ichava murwi wezvakaparadzwa.+ Munhu wose anopfuura pedyo nayo acharamba akatarira achishamisika+ uye acharidza muridzo oti, ‘Jehovha akaitirei nyika iyi neimba iyi zvakadai?’+ 2 Makoronike 36:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Akapisa imba yaMwari wechokwadi,+ akaputsa rusvingo+ rweJerusarema; uye vakapisa shongwe dzaro dzose dzokugara nomoto nezvinhu zvaro zvose zvinokosha,+ zvokuti zvose zvakaparadzwa.+ Pisarema 74:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Simudzirai tsoka dzenyu kune zvakaparadzwa zvichange zviripo kwenguva refu.+Muvengi akabata zvinhu zvose zviri munzvimbo tsvene nenzira yakaipa.+ Pisarema 79:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 79 Haiwa Mwari, marudzi akapinda munhaka yenyu;+Akasvibisa temberi yenyu tsvene;+Akaita kuti Jerusarema rive murwi wezvakaparadzwa.+ Isaya 64:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Imba yedu youtsvene norunako,+ mamakarumbidzirwa nemadzitateguru edu,+ yava chinhu chokupisa nomoto;+ uye zvinhu zvedu zvose zvinokosha+ zvaparadzwa. Jeremiya 7:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 ndichaitirawo imba yanga ichishevedzwa nezita rangu,+ yamuri kuvimba nayo,+ nenzvimbo yandakakupai imi nemadzitateguru enyu, sezvandakaitira Shiro.+ Mariro 1:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Mhandu yatambanudzira ruoko rwayo kuzvinhu zvaro zvose zvinokosha.+Nokuti raona marudzi apinda munzvimbo yaro tsvene,+Amakarayira kuti arege kupinda muungano yenyu. Mariro 2:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Jehovha akarasa atari yake.+ Akasema nzvimbo yake tsvene.+Akaisa masvingo eshongwe dzaro dzokugara+ muruoko rwomuvengi.Vakashevedzera vari muimba yaJehovha, sepazuva romutambo.+ Mika 3:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Naizvozvo Ziyoni richarimwa somundawo zvawo nemhosva yenyu, Jerusarema richava mirwiwo zvayo yezvakaparadzwa,+ uye gomo reimba yacho richava senzvimbo dzakakwirira dzomusango.
8 Imba iyi ichava murwi wezvakaparadzwa.+ Munhu wose anopfuura pedyo nayo acharamba akatarira achishamisika+ uye acharidza muridzo oti, ‘Jehovha akaitirei nyika iyi neimba iyi zvakadai?’+
19 Akapisa imba yaMwari wechokwadi,+ akaputsa rusvingo+ rweJerusarema; uye vakapisa shongwe dzaro dzose dzokugara nomoto nezvinhu zvaro zvose zvinokosha,+ zvokuti zvose zvakaparadzwa.+
3 Simudzirai tsoka dzenyu kune zvakaparadzwa zvichange zviripo kwenguva refu.+Muvengi akabata zvinhu zvose zviri munzvimbo tsvene nenzira yakaipa.+
79 Haiwa Mwari, marudzi akapinda munhaka yenyu;+Akasvibisa temberi yenyu tsvene;+Akaita kuti Jerusarema rive murwi wezvakaparadzwa.+
11 Imba yedu youtsvene norunako,+ mamakarumbidzirwa nemadzitateguru edu,+ yava chinhu chokupisa nomoto;+ uye zvinhu zvedu zvose zvinokosha+ zvaparadzwa.
14 ndichaitirawo imba yanga ichishevedzwa nezita rangu,+ yamuri kuvimba nayo,+ nenzvimbo yandakakupai imi nemadzitateguru enyu, sezvandakaitira Shiro.+
10 Mhandu yatambanudzira ruoko rwayo kuzvinhu zvaro zvose zvinokosha.+Nokuti raona marudzi apinda munzvimbo yaro tsvene,+Amakarayira kuti arege kupinda muungano yenyu.
7 Jehovha akarasa atari yake.+ Akasema nzvimbo yake tsvene.+Akaisa masvingo eshongwe dzaro dzokugara+ muruoko rwomuvengi.Vakashevedzera vari muimba yaJehovha, sepazuva romutambo.+
12 Naizvozvo Ziyoni richarimwa somundawo zvawo nemhosva yenyu, Jerusarema richava mirwiwo zvayo yezvakaparadzwa,+ uye gomo reimba yacho richava senzvimbo dzakakwirira dzomusango.